KwaunobvaDuramazwiNnyimbiri

Duramazwi · zita

nyimbiri

huritibandachakata

Zvinoreva

Nyimbiri ishiri yakada kuita senjiva asi iyo yakasvibira. inodya michero yakaita setsamvi nemakuya.

Nyimbiri muchero wemuti wemunyimbiri une mhodzi dzinoomeswa dzoiswa muhosho.

1

Kuti nyimbiri nyimbiri kutamba kunoita vanhu kana mhuka kana zvakafara.

2

Zvakafanana

huriti · bandachakata

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyimbiri nyimbiri

Kuti nyimbiri nyimbiri kutamba kunoita vanhu kana mhuka kana zvakafara.

Verenga

Swipe for the next word