KwaunobvaDuramazwiNnyiminya

Duramazwi

nyiminya

Zvinoreva

Kunyiminya kubwinya kunoita chinhu chine mafuta.

1

Kunyiminya kubwinya kunoita chinhu chine mafuta.

Utoitoi kunyiminya nokuteya kwezvinhu zvakaita sezuva, nyeredzi kana magetsi.

Futa chidimbu chimwe chete chenyama chena inonyiminya, isiri yemunyepfu kana magodo.

Kuchikichira mafuta pamuviri kuazora uchiwanza zvekuti unosara wonyiminya.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyiminyimi

sezvakaita muto wenyama.

Verenga

Swipe for the next word