Duramazwi · zita
nyimo
nzama
Duramazwi · zita
Nyimo chirimwa chinoberekera vana vacho pasi,chakada kuita senzungu asi icho chine mashizha matete, uye chinorimwa mumunda mune ivhu rakaita jecha.
Nyimo chirimwa chinoberekera vana vacho pasi,chakada kuita senzungu asi icho chine mashizha matete, uye chinorimwa mumunda mune ivhu rakaita jecha.
Usakangira nyimo vane meno avo havo.
Dai pasina nyimo makunguo aizodyei?
Pasina nyimo makunguo aizodyei.
Nyimo rudzi rwembeu yakatenderera, inobikisa mutakura, kana kukangwa ichidyiwa.
nzama
Duramazwi
01 / 03nyimwana
Nyimwana rudzi rwenyimo ine ruvara ruchena.
VerengaSwipe for the next word