Kwaunobva/Duramazwi/N/nyimwana
Duramazwi · zita
Nyimwana rudzi rwenyimo ine ruvara ruchena.
Duramazwi
nyin'inya
Dzangaradzimu.
nyina
Kunyina kuchenama kunoita munhu achiburitsa mazino emberi.
nyinda
Kugonda.
Swipe for the next word