KwaunobvaDuramazwiNnyikadzimu

Zvinoreva

Iyi inzvimbo inonzi inondogara mweya yavafi, vanenge vava midzimu kuvapenyu.

1

Iyi inzvimbo inonzi inondogara mweya yavafi, vanenge vava midzimu kuvapenyu.

Hunhu hunoburitswa pamaitiro avanhu vachitamba, uye kutaura nevakatungamira mberi vari nyikadzimu.

Zvakakosha kuti mhuri isangane parufu apa nekuti ndipo panenge pachionekanwa nemushakabvu vave kudzosa mweya wake kunyikadzimu.

Kumhepo kunyikadzimu kunonzi ndiko kunogara vashakabvu.

Zvakasiyana

pasi · pasi rino · panyika

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyikuka

Kunyikuka kubvisika kwechinhu changa chakanyura mumvura.

Verenga

Swipe for the next word