Kwaunobva

nyika

zita
Zvinoreva
  1. 1

    Pasi rese kana matunhu ari pariri.

  2. 2

    Nyika pasi pano patinogara, pane zvisikwa zvese.

    Baba vakewo vakanga vamuudza kuti ivo vaida kumbofamba-famba zvavo vachitasanudza makumbo pamwe nokuona nyika.

  3. 3

    Nyika inzvimbo dziri pano pasi dzine hurumende nemitauro yadzo. _Nyika yeZimbabwe ndiyo nyika inogara vaShona vakawanda, asi kuBotswana varikowo vashomashoma._

    Hondo yakarwiwawo kuti munhu wose murume kana mukadzi awane mukana wekushandira nyika nekusimudzira upfumi hwenyika yedu.

  4. 4

    Nyika matunhu aiti kare ainge achitongwa nashe mumwe chete.

  5. 5

    Nyika vanhu vakawanda vanenge vari munharaunda yauri. _A, ini handingagezi pachena pakadaro, nyika yose ichindiona._

    Achitizve ndochidzikamawo kuti ndigorumbidzwa ndipo painzi aikaronge karoyi kanogara kakatsamwira nyika yose.

  6. 6

    Kunyika kuisa chinhu mumvura kana zvimwewo zvakaita mvura mvura. Vanhu vanonyika zviyo mumvura, kuti zvimere zvigozobikiswa doro.

Maumbirwo

Mupanda 9 (i- / dzi-)

Mazwi akafanana

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary