Duramazwi · zita
ivhu
Clay · ground · soil · soil; land
Duramazwi · zita
Clay · ground · soil · soil; land
Ivhu ndiro rinoumba uriri hwenyika panomera miti nokurimwa mbesa.
Ivhu ndiro rinoumba uriri hwenyika panomera miti nokurimwa mbesa.
Akabvisa ivhu racho namashizha ndokubva anyatsoona zvakanaka.
Chinoziva ivhu kuti mwana wembeva anorwara.
Apa vanenge vachiedza kuti ivhu kuivhu, mweya kumweya.
Duramazwi
01 / 03ivo
them
VerengaSwipe for the next word