KwaunobvaDuramazwiIivo

Duramazwi

ivo

them · they

Zvinoreva

Ichi chisazita chemipanda 2. 2a ne2b chinomirira vanhu savananyakutaurwa.

1

Ichi chisazita chemipanda 2. 2a ne2b chinomirira vanhu savananyakutaurwa.

Ivo vatete vanga vava kutouyawo kuno, ndokubva tangobatana.

Kuzoti ivo vana vacho hakusi kudva ikoko.

Takaenda pagodini ndokubva vasikana vandikwidza ndokuonekana ivo vosara kutown.

Mamwe mazwi ane I

I

Duramazwi

01 / 03

iwa

Iyi irebeso yokuitwa kana kuti chivanduriro chinoratidza muitirwi.

Verenga

Swipe for the next word