KwaunobvaDuramazwiIivhiki yako

Duramazwi

ivhiki yako

Zvinoreva

Kana munhu akakuti ivhiki yako anenge achireva kuti hameno zvako iye haanei nekuti uchazonzwa sei kana chimwe chinhu chichinge chazoitika kwauri.

1

Saru akanditsamwira kuti sei ndisina kupfuura ndichimutora, ivhiki vake.

Mamwe mazwi ane I

I

Swipe for the next word