KwaunobvaDuramazwiIivavo

Duramazwi

ivavo

Zvinoreva

Ichi chiradzatikure chetsinhiro chinoshandiswa mumipanda 2. 2a ne2b.

1

Ichi chiradzatikure chetsinhiro chinoshandiswa mumipanda 2. 2a ne2b.

Vana vakasiyiwapo ivavo vakazokurira munhamo isingabviri.

Tererai: Ndivo vatova muchengeti ivavo saka vanofanira kunzwa zvose.

Kana mhuri yakabatana uye vabereki vachigona kukurukura vakasungunuka nevana vavo, vana ivavo vanokurawo vakasungunukawo muupenyu.

Mamwe mazwi ane I

I

Duramazwi

01 / 03

ivhiki yako

Kana munhu akakuti ivhiki yako anenge achireva kuti hameno zvako iye haanei nekuti uchazonzwa sei kana chimwe chinhu chichinge chazoitika kwauri.

Verenga

Swipe for the next word