KwaunobvaDuramazwiIiwawo

Duramazwi

iwawo

Zvinoreva

Zvinhu zviri kure izvo.

1

Zvinhu zviri kure izvo.

Ndakazozvionera namaziso kubasa kwangu uko kuti hazvina kusiyana, ndiwo mavambo ayo AIDS iwawo.

Kana chinhu chichinzi imbiri yakare chinenge chakashandiswa kwemakore akawanda asi chichiri kungoshandiswa mazuva iwawo.

Hondo yakarwiwawo kuti munhu wose murume kana mukadzi awane mukana wekushandira nyika nekusimudzira upfumi hwenyika yedu.

Mamwe mazwi ane I

I

Duramazwi

01 / 03

iwaya [iwawa]

Ichi chiratidzapedo chetsinhiro chemupanda 6.

Verenga

Swipe for the next word