KwaunobvaDuramazwiIiwe

Duramazwi

iwe

thou · thyself · you · you (sg.) · you (singular)

Zvinoreva

Ichi chisazitasingwi chi nomirira nyakutaurirwa mumwe chete chete.

1

Ichi chisazitasingwi chi nomirira nyakutaurirwa mumwe chete chete.

Nhai mwanangu, iwe wanga uchifungeiwo nenyaya iyi?

Iyezvino iwe ndiwe wakuda kuzviona sekuti wakangwara stereki.

Iwe zvawanga uripanze unoreva kuti hauna kurinzwa here zimhepo racho?" Ndakabvunza achibva ati " ndarinzwa.

Zvakafanana

iwewe

Mamwe mazwi ane I

I

Swipe for the next word