KwaunobvaDuramazwiIiwo

Duramazwi

iwo

churning

Zvinoreva

Ichi chisazita chinoshandiswa mumipanda 3 ne6.

1

Ichi chisazita chinoshandiswa mumipanda 3 ne6.

Iwo mushonga wemusoro unombodhura here?

Iwo mabasa haachawanikwiwo mazuvano.

Kana wakaitarisa maziso ayo yaibva yaita kunge yakakutarisa kuita kunge imhenyu chaiyo iwo waingove mufananidzo.

Mamwe mazwi ane I

I

Duramazwi

01 / 03

iwoyo [iwowo]

Ichi chiratidzakure chokutsinhira chemupanda 3.

Verenga

Swipe for the next word