Duramazwi
Zvinoreva
Iri izwi rinoshandiswa kuratidza kukatyamadzwa nezvinenge zvichiitika.
1
Iri izwi rinoshandiswa kuratidza kukatyamadzwa nezvinenge zvichiitika.
Iya, chii chawava kuita zvekare?
Baba vamaitakue vakarwadziwa zvisingaite kwave kumusiya asi Mari iya vakairamba.
Tanaka akangotarisisa mari iya hake kwave kuona kuti yainge yakawandisa zvisingaite.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane I
IDuramazwi
01 / 03iya [iye]
Ichi chinan'anuri chemipanda 9 ne10 chinoratidza kuti chinhu chiri kutaurwa chacho chakapfuura, kana kuti hachisi kuonekwa asi chinozikanwa nevatauri.
VerengaSwipe for the next word