KwaunobvaDuramazwiHhai

Zvinoreva

Tinoshandisa hai kutaridza kushatirwa pamwe nokushamisika.

Tinoshandisa hai kutaridza kupokana nezviri kuitwa kana kutaurwa.

1

Hai, ndozvamuuraya izvi?

Hai, usabata muswe wembwa. Inokuruma.

Tinoshandisa hai kutaridza kupokana nezviri kuitwa kana kutaurwa.

2

Zvakafanana

aika

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

haifeni

Haifeni kamutaro kakangoti tsee kanoshandiswa pakubatanidza mazwi.

Verenga

Swipe for the next word