KwaunobvaDuramazwiHhaijambu

Duramazwi · zita

haijambu

Zvinoreva

Haijambu mutambo wokuuruka tambo kana rumuti rwuri pakakwirira, uchipota seri kwarwo.

1

Vana vanoita makwikwi e-haijambu kuchikoro.

Haijambu mutambo wokuuruka tambo kana rumuti rwuri pakakwirira, uchipota seri kwarwo.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

haikona

Tinoshandisa haikona kurambidza munhu kuenderera mberi nezvaanenge achiita kana kutaura.

Verenga

Swipe for the next word