Duramazwi
Zvinoreva
Tinoshandisa haikona kurambidza munhu kuenderera mberi nezvaanenge achiita kana kutaura.
1
Tinoshandisa haikona kurambidza munhu kuenderera mberi nezvaanenge achiita kana kutaura.
Iwe mwana iwe, haikona kutambisa mvura uchidaro.
Amai Zvauya: Iwe Nyarai, haikona kungovhunduka zvisina basa.
Haikona kuita zvinhu zvinonyadzisa so mhani.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03haikoti
Haikoti idare guru redzimhosva rinotonga nyaya dzinenge dzatadzwa nematare madiki.
VerengaSwipe for the next word