Duramazwi
Zvinoreva
Kuhaira kumhanyira kutaura kana kuita chinhu usati wanyatsofunga.
1
Kuhaira kumhanyira kutaura kana kuita chinhu usati wanyatsofunga.
Ukangohaira kupa mhinduro muchikoro, unosekwa nevamwe wataura zvisingapindirani nemuvhunzo.
Amai havadi munhu anonyepa. Ndoda sisi, vanofashaira nehasha ukavanyepera.
Kuchikoro ainge ongoenda kuno vhaira neuniform nyowani nemabhuku ekuwanda.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03haiwa
Tinoshandisa haiwa kuratidza kudemba.
VerengaSwipe for the next word