Duramazwi
Zvinoreva
Tinoshandisa haiwa kuratidza kudemba.
1
Tinoshandisa haiwa kuratidza kudemba.
Haiwa, vakafa vakazorora. Havachaoni nhamo dzatiri kuona idzi.
Haiwa ndaive ndakachena hangu and ndaive ndakafitwa.
2
Tinoshandisa haiwa kuratidza kuzvidza waunenge uchitaura naye.
Haiwa, ibvapo isu vanhu kwavo tigare.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03haiwaiwa
Tinoshandisa haiwaiwa kutaridza kuti munhu aramba achiwirwa nematambudziko kwenguva yakareba.
VerengaSwipe for the next word