KwaunobvaDuramazwiAaiwa

Zvinoreva

Kana munhu achiti aiwa anenge ari kutanga kupindura mubvunzo waanenge abvunzwa nezveutano hwake.

Kana munhu achiti aiwa anenge ari kuramba zvinenge zviri kutaurwa nezvazvo.

1

Aiwa, tiripo kana makadiiwo?

Akabva angoonawo ibwe rine mavara matsvuku ndokubva atanga kurangarira, "Aiwa!

Mukati vari munyika dzino nhasi?" "Aiwa, ini ndaparadzana navo ndichinotsvagira amai usavi hwehove kumadziva masikati ano.

2

Kana munhu achiti aiwa anenge ari kuramba zvinenge zviri kutaurwa nezvazvo.

Aiwa, handisi kuda kutambira timu yenyu bhora.

Akabva angoonawo ibwe rine mavara matsvuku ndokubva atanga kurangarira, "Aiwa!

Mukati vari munyika dzino nhasi?" "Aiwa, ini ndaparadzana navo ndichinotsvagira amai usavi hwehove kumadziva masikati ano.

Zvakafanana

kwete · bodo

Mamwe mazwi ane A

A

Swipe for the next word