Duramazwi
Zvinoreva
Tinoshandisa hwava pakurambisisa zvinenge zvataurwa kana kuvhunzwa.
1
Tinoshandisa hwava pakurambisisa zvinenge zvataurwa kana kuvhunzwa.
Vana tete vane basa guru rokuumbiridza tsika nounhu hwevazukuru vavo hwava kuparadzwa nechirungu.
Upfu uhwu hwava kutoda kuora nokuti hwagarisa.
Tinoshandisa hwava pakurambisisa zvinenge zvataurwa kana kuvhunzwa.
Zvakasiyana
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hwayana
lamb
VerengaSwipe for the next word