Kwaunobva/Duramazwi/H/hwato
Duramazwi · zita
Hwato igwa rakavezwa kubva pahunde yomuti.
mwadiya
Duramazwi
hwau
Kuti hwau kugwauta kunoita imbwa.
hwava
Tinoshandisa hwava pakurambisisa zvinenge zvataurwa kana kuvhunzwa.
hwayana
lamb
Swipe for the next word