Kwaunobva/Duramazwi/S/sandi
Duramazwi
Sandi izwi rokuramba rinoshandiswa kupikisa.
Nezvakauya izvi mazuva-no nhaka sandi bonde.
sando
hammer
sandu [shandu]
Kuti sandu kushandura zvawanga uchitaura kana kuita.
sandudza
Kusandudza kuchinja divi rakarara nechinhu.
Swipe for the next word