Duramazwi
Kwete
nay · nope · not · no
Duramazwi
nay · nope · not · no
Kuramba.
Kuramba.
Vaitoona kuti better vatongerwe yekudanana nemwana mudiki kwete zvekuraper bodo.
Iri izwi rinoshandiswa nomunhu achiramba, kana kuti achida kuratidza kuti haasi kuda zviri kutaurwa, kana kuti haa-wirirani nazvo.
Paakanzi aroorwe nedhara, akati kwete.
Iri izwi rinoshandiswa nemunhu achigangaridza anenge achitaura kuti asae-nderere mberi nenyaya.
Pandakangoedza kuti nditi chakati, iye akabva angondigangaridza achingoti, "Kwete! Kwete!"?
Duramazwi
01 / 03kwetsemu
Kuti kwetsemu kurova munhu kumeso nembama yakasimba.
VerengaSwipe for the next word