Duramazwi
-koma-konona
Zvinoreva
Kana munhu achiti kwesva kwesva anenge achifamba achinyara zvaaita.
1
Akati kwesva kwesva achibuda uzunda maaiba chibage, paakanga awaniki-dzwa nevaridzi vemunda.

2

3
Kana munhu achiti kwesva kwesva anenge achingofamba asina chaakabata, iye achitarisirwa kuuya nechimwe chi-
Zvine chekuita
-koma · -konona
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwesvaira
nhu. Murume uyu murume rudzii anonongoti kwesva kwesva kuuya kumumba pasina kana kachingwa mumaoko?
VerengaSwipe for the next word