Kwaunobva/Duramazwi/K/kweta
Duramazwi
Kubvunda.
Kana munhu achikwekweta anenge aine chaari kunwa zvakasimba, zvichinzikwa kuita ruzha.
Kwete
nay
kwetsemu
Kuti kwetsemu kurova munhu kumeso nembama yakasimba.
kwetsemura
Kukwetsemura kurova munhu kumeso nembama yakasimba.
Swipe for the next word