KwaunobvaDuramazwiKkwesvaira

Duramazwi

kwesvaira

kumwaira-punhaira

Zvinoreva

nhu. Murume uyu murume rudzii anonongoti kwesva kwesva kuuya kumumba pasina kana kachingwa mumaoko?

Kana munhu achikwesvaira anenge achifamba achitaridza kunyara maererano nezvaanenge aonekwa achiita.

1

Ndakazomuona okwesvaira achienda kumba kwake mushure mokunge dare ramuwana aine mhosva.

Kana munhu achikwesvaira anenge achifamba achisvaya mhepo pasina chaakabata.

2

3

Zvakafanana

kumwaira · -punhaira

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word