Duramazwi
Zvinoreva
Kukwavaira kungofamba munhu usina chawakabata uchiratidza kusava nechinangwa chikuru.
1

Paakafirwa nomurume akauya achingokwavaira atorerwa zvose nehama dzemurume.
Kukwavaira kungofamba munhu usina chawakabata uchiratidza kusava nechinangwa chikuru.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwavarara
Kuti kwavarara kuvata nedumbu muviri wako wose wakagunzva pasi.
VerengaSwipe for the next word