KwaunobvaDuramazwiKkwaya

Duramazwi · zita

kwaya

choir

kwaera

Zvinoreva

Kukwaya kumona sadza kana mutakura.

Kana vanhu vachikwaya mumwe vanenge vachimusvora nekumuseka.

Kwaya chipoka chevanhu vanoimba pamwe chete, uye vanongoimba nomuromo chete, pasina kushandisa magitare kana zvimwe zviridzwa.

1

Kukwaya kumona sadza kana mutakura.

Kwaya rudzi rwemitambo yekare yaiitwa usiku nevakomana nevasikana, vachiimba nokutamba pamwe chete.

Kwaya chipoka chevanhu vanoimba pamwe chete, uye vanongoimba nomuromo chete, pasina kushandisa magitare kana zvimwe zviridzwa.

Ari kukwaya kuimba nhasi, akafareiko kudaro?

2

Kana vanhu vachikwaya mumwe vanenge vachimusvora nekumuseka.

Vanhu vakamukwaya paakawanikwa ava kuviga nyama muhomwe mubhucha.

Kwaya rudzi rwemitambo yekare yaiitwa usiku nevakomana nevasikana, vachiimba nokutamba pamwe chete.

Kwaya chipoka chevanhu vanoimba pamwe chete, uye vanongoimba nomuromo chete, pasina kushandisa magitare kana zvimwe zviridzwa.

3

Kwaya chipoka chevanhu vanoimba pamwe chete, uye vanongoimba nomuromo chete, pasina kushandisa magitare kana zvimwe zviridzwa.

Kwaya rudzi rwemitambo yekare yaiitwa usiku nevakomana nevasikana, vachiimba nokutamba pamwe chete.

Kwaya chipoka chevanhu vanoimba pamwe chete, uye vanongoimba nomuromo chete, pasina kushandisa magitare kana zvimwe zviridzwa.

Ari kukwaya kuimba nhasi, akafareiko kudaro?

4

Kwaya rudzi rwemitambo yekare yaiitwa usiku nevakomana nevasikana, vachiimba nokutamba pamwe chete.

Zvakafanana

kwaera

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwazha

Kukwazha kurova michero kana mashizha emuti kuti adonhe uchishandisa bonza kana rumuti.

Verenga

Swipe for the next word