Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchiseka unenge uchiburitsa ruzha wafadzwa nechimwe chinhu.
1
Kana uchiseka unenge uchiburitsa ruzha wafadzwa nechimwe chinhu.
*Patanzwa nyaya yomukuwasha akabatwa achiba dovi naambuya, takabva tati bvuu kuseka.*
2
Kuseka kutaura mashoko okunyomba kana okusvora vamwe.
*Kwindo aiseka vamwe, achivati vanhu vokungoshupika chete.*
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sekasi
circus
VerengaSwipe for the next word