Duramazwi · zita
sejari
surgery
Duramazwi · zita
surgery
Sejari ibazi rezvidzidzo zvaanachiremba riri maererano nokuvhiyiwa kunoitwa varwere apo vanenge vachirapwa.

Sejari imba inoshandira chiremba kuona nokurapa varwere.

Sejari inzira yekurapa yekuti chiremba anovhiya murwere nechinangwa chokugadzira kana kubvisa nhengo ine chirwere.

Duramazwi
01 / 03seka
deride
VerengaSwipe for the next word