KwaunobvaDuramazwiSsekedzana

Duramazwi

sekedzana

Zvinoreva

Kusekedzana kuva pamwepo muchifara mose muchiita nyaya.

1

Kusekedzana kuva pamwepo muchifara mose muchiita nyaya.

Mhinduro dzinotarisirwa Tinodaira waona musambo wekusekedzana pachivhevhano.

Vanhu vanenge vachitaura mutauro wokusekedzana uye wokufara.

Ndinya munhu anoda kugara oga asingadi kutaudzana kana kusekedzana nevamwe.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sekeneka

Kusekeneka kuregedzeka kunoita badza kana demo riri pamupinyi.

Verenga

Swipe for the next word