Duramazwi
nyomba
insulting
Duramazwi
insulting
Kunyomba kutaura nemunhu wakatsamwa, uchitaura zvekumusvota.
Kunyomba kutaura nemunhu wakatsamwa, uchitaura zvekumusvota.
Kunyomba munhu kumutaurira zvinhu zvinomurwadza zviri maererano nezveupenyu hwake.
Gunyengu munhu anoita kunge anofarira mumwe munhu, asi kana asipo omunyomba.
Iri izita rokunyomba rinopiwa munhu anenge akashata kumeso kunyanya kana ari munhurume.
Kunyomba munhu kumutaurira zvinhu zvinomurwadza zviri maererano nezveupenyu hwake.
Duramazwi
01 / 03nyon'onya
Zvinhu zvinonyon'onya ndezvinoti ukazvifunga kana kuzvinzwa zvinokushatirisa.
VerengaSwipe for the next word