Duramazwi · zita
nyoka
serpent · snake
Duramazwi · zita
serpent · snake
Chipuka chakareba chisina makumbo kana kuti ura hwemunhu mupenyu.
Chipuka chakareba chisina makumbo kana kuti ura hwemunhu mupenyu.
Kana chaive chipoko or nyoka ndezvake izvo ndaive ndisisina kana basa naye ini.
Asi munhu wavainge vapinda naye mumba ndiye aiva nyoka,aive asina kuita mushe, Mamoyo.
Nyoka yaive yakadrawiwa ndiyo yaiita kuti ndifeele zvimwe zvinhu iyi.
Nyoka chipuka chisina makumbo chinofamba chichizvonyongoka, uye chinogona kuruma munhu akafa nokuda kweu-
Duramazwi
01 / 03nyokora
Kunyokora kutsamwisa munhu nokuramba uchingoenda kwaari uchitaura kana kukumbira chinhu chimwe chete.
VerengaSwipe for the next word