Duramazwi02 / 03nyon'onyaZvinhu zvinonyon'onya ndezvinoti ukazvifunga kana kuzvinzwa zvinokushatirisa.Verenga→
Duramazwi03 / 03nyondiKuti nyondi kuisa chikafu chakawandisa mumukanwa zvekuti unotadza kuchitsenga.Verenga→