Duramazwi
Zvinoreva
Zvinhu zvinonyon'onya ndezvinoti ukazvifunga kana kuzvinzwa zvinokushatirisa.
1
Zvinhu zvinonyon'onya ndezvinoti ukazvifunga kana kuzvinzwa zvinokushatirisa.
Nyaya yehanzvadzi dzake dzinongomitiswa inomunyon'onya zvikuru.
2
Kana munhu achinyon'onya nzeve ine mafunzu anenge achipinza chinhu mairi kuti aaburitse.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyondi
Kuti nyondi kuisa chikafu chakawandisa mumukanwa zvekuti unotadza kuchitsenga.
VerengaSwipe for the next word