Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achiti akanyonga nzvimbo anenge akafamba pose pose munzvimbo iyi, zvokuti panenge pasisina paasingachazivi.
1
Kana munhu achiti akanyonga nzvimbo anenge akafamba pose pose munzvimbo iyi, zvokuti panenge pasisina paasingachazivi.
Huku yakaurayiwa nokushonyonga mutsipa.
Makonyonga munhu anofurira vamwe kuita zvakashata achingoti paasvika pobva paita bongozozo.
Makonyonga kupindana-pindana nokukupesanapesana kwavanhu vakawanda vachienda kwakasiyana-siyana.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyongana
Kana vanhu vakanyongana vanenge vatadza kuwirirana, zvokuti vanogona kutozorwa kana kuvengana.
VerengaSwipe for the next word