Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nyongo rudzi rwekapuka kanofamba usiku kachidya makonzo, mbeva neshiri.
1
Nyongo rudzi rwekapuka kanofamba usiku kachidya makonzo, mbeva neshiri.
Nyongo igonye rinopinda mudumbu, rinokonzera kurwadza kwemudumbu pamwe nekurutsa.
Nyongo rudzi rwekapuka kanofamba usiku kachidya makonzo, mbeva neshiri.
Kanyongo kamhuka komusango kakada kuenzana nekatsi asi kaine mavara anenge embada.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyongodeka
Mashoko anofanirwa kuteverwa kuitira mufambiro.
VerengaSwipe for the next word