KwaunobvaDuramazwiTtsimba

Zvinoreva

Tsimba kamhuka kemusango kakaita sekatsi, kane muviri une manyerekete.

Tsimba mutambo wesimba wokuwisirana pamwe nokudzvinyirirana pasi.

1

Ndinokorerevo tsimba yemutetenerwa.

Kuti dzamu kutora tsimba izere yechinhu uchiita sokunge unotya kupedzerwa.

2

3

Tsimba zvinhu zvinenge zvakazadza chanza cheruoko rwemunhu.

Ndinokorerevo tsimba yemutetenerwa.

4

Tsimba mutambo wesimba wokuwisirana pamwe nokudzvinyirirana pasi.

Tsimba kamhuka kemusango kakaita sekatsi, kane muviri une manyerekete.

Tsimba mutambo wesimba wokuwisirana pamwe nokudzvinyirirana pasi.

Tsimba zvinhu zvinenge zvakazadza chanza cheruoko rwemunhu.

Zvine chekuita

dzimba

Zvakafanana

mutsimba

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsimbirira

Kudzvanya nenzira yesimba.

Verenga

Swipe for the next word