KwaunobvaDuramazwiTtsimbirira

Duramazwi

tsimbirira

Zvinoreva

Kudzvanya nenzira yesimba.

1

Kudzvanya nenzira yesimba.

Kutebvenyuka kupfava kwechinhu chaunenge uchibata, uchitsimbirira neminwe yako.

Kugara madunduru kurova munhu wakamutsimbirira pasi, wakamudzvadzva nechepachifuva.

Kuzhizhira chinhu kuchitsimbirira, zvokuti simba rose rinenge rava pachinhu ichocho.

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word