Duramazwi
Zvinoreva
Kutsimbirira nechisimba.
1
Kutsimbirira nechisimba.
Kudzvinyirira kushusha, kunetsa kana kusabata mumwe munhu zvakanaka, uchimuomesera.
Kutsunya kudzvinyirira ganda zvinorwadza, uchishandisa zvigunwe kana nzara.
Kana wakadzvinyirira chinhu unenge wakachitsimbirira pasi nesimba zvokuti hachitsukunyuki.
2
Kana wakadzvinyirira chinhu unenge wakachitsimbirira pasi nesimba zvokuti hachitsukunyuki.
3
Kudzvinyirira kushusha, kunetsa kana kusabata mumwe munhu zvakanaka, uchimuomesera.
4
Kudzvinyirira vanhu kuvatonga nechisimba noutsinye, kunowanzoitwa nevatungamiri vasina rutsigiro rwavanhu.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dzvinyu
lizard
VerengaSwipe for the next word