KwaunobvaDuramazwiDdzvinyu

Duramazwi · zita

dzvinyu

lizard

dzvombimukotyomushorimukorokotyogondyogodyo

Zvinoreva

Dzvinyu kapuka kane makumbo mana nemuswe, kanofamba nedumbu, uye kanowanzoonekwa paruware kana pamusha.

1

Dzvinyu kapuka kane makumbo mana nemuswe, kanofamba nedumbu, uye kanowanzoonekwa paruware kana pamusha.

Dzvinyu kuzambe zuva huona bako.

Dzvinyu kuzamba zuva huona bako.

Dzvinyu rakati kwerekweshe paruware.

Zvakafanana

dzvombi · mukotyo · mushori · mukorokotyo · gondyo · godyo · chidhanana

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzvirira

Kana n'ombe ichinzi yadzvirira inenge yaramba kubudisa mukaka wakawanda pakukamwa, asi iyo ine mukaka wakawanda muzamu.

Verenga

Swipe for the next word