Duramazwi · zita
Zvinoreva
Dzviti murwi wehondo yemabvakure inouya kuzokurwisai nokupamba.
1
Dzviti murwi wehondo yemabvakure inouya kuzokurwisai nokupamba.
Dzviti murwi wehondo yemabvakure inouya kuzokurwisai nokupamba.
Mukomana: Ndinopfuura nepo baba regai ndikusvitsei ini ndiri kuenda kwaMudzviti kunotora hangu chitupa.
Nguva yemadzviti vanhu vaipinda mugona.
2
(tuko) Dzviti izita rokutsvinya raimboshandiswa kare kureva munhu wechiNdevere.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dzvito
Dzvito izera rokuti mukomana anenge akura, ava pedyo nokuita saimba.
VerengaSwipe for the next word