Duramazwi
dzvirira
-turikira
Duramazwi
Kana n'ombe ichinzi yadzvirira inenge yaramba kubudisa mukaka wakawanda pakukamwa, asi iyo ine mukaka wakawanda muzamu.

01 / 03dzvita
Kana mukomana adzvita anenge asvika pazera rokuitisa mukadzi pamuviri.
VerengaSwipe for the next word