KwaunobvaDuramazwiTturika

Duramazwi

turika

-pfaka-paika-turikira

Zvinoreva

Kuisa chinhu pakakwirira.

1

Kuisa chinhu pakakwirira.

Kuturika kuisa mudziyo kana chimwewo chinhu pakakwirira. Turika ndiro idzo pasherefu.

Banda ibango rinodzimirwa pakati pemba kuti risimbise denga pakuturika.

Kuti chinhu nyn'are kuchiturika usina hanya nekuti chagara sei pachiri.

2

Kuturika kuisa mudziyo kana chimwewo chinhu pakakwirira. Turika ndiro idzo pasherefu.

3

Kuturika imba kuipfirira neuswa kana marata.

4

Kuturika mvura kushandisa mishonga kuti isanaya.

5

Kana n'ombe ikaturika inenge isisabudi mukaka, kana zviya muchiikama.

Zvakafanana

-pfaka · -paika · -turikira

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

turikidza

Kuturikidza kugadzika zvinhu pamusoro pezvimwe kuti zvigarane.

Verenga

Swipe for the next word