KwaunobvaDuramazwiTturikira

Duramazwi · chiito

turikira

interpret · translate

-dudzira-kumuchira

Zvinoreva

Kuisa mune umwe mutauro.

1

Kuisa mune umwe mutauro.

Kana n'ombe ichinzi yaturikira inge yaramba kusisa asi iyo ine mukaka wakawanda muzamo.

Kupirikira kuturikira uchishandura kubva kune umwe mutauro, uchiendesa kune umwe.

Kana uchiturikira unenge uchiisa mune mumwe mutauro mashoko ataurwa nemumwewo mutauro.

2

Kana uchiturikira unenge uchiisa mune mumwe mutauro mashoko ataurwa nemumwewo mutauro.

3

Kana munhu achiturikira nyaya kana mhosva, anenge achiitaura kumutongi kana mumwewo munhu akamiririra muridzi wenyaya yacho.

Zvakafanana

-dudzira · -kumuchira

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

turikwa

matare machinda amambo ndiwo anoturikira nyaya kuna mambo.

Verenga

Swipe for the next word