Duramazwi
Zvinoreva
Kuturira kupa umwe basa rokuita, rawanga uchifanira kuita iwe.
1
Kuturira kupa umwe basa rokuita, rawanga uchifanira kuita iwe.
Akazoturira ushe kumukoma wake.
Noku wekundivenga zvikuru anobva angosvika achisimudza glass raive nejuice achikuturira.
2
Kana uchiturira nyaya kana mashoko, unenge uchiudza vamwe kuti vakupewo mazano kana kuti vakubatsire.
3
Kuturira kusiya munhu mumaoko emumwewo, kuti aone zvokuita naye.
Mudzidzisi akaturira musikana wokunetsa kumukuru wechikoro.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03Turner
turner
VerengaSwipe for the next word