Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchitambidza munhu chinhu unenge uchichitora kubva pachinenge chiri uchimupa.
1
Kana uchitambidza munhu chinhu unenge uchichitora kubva pachinenge chiri uchimupa.
Akabva azova tambidza trouse riya raive mupaper bag.
Ndakawana mama vavemo Vose namfundisi vachibva vanditambidza plate yaive nerice neglass raive nejuice.
Kuti unyatsove full member unofanira kunwa wine iyi " vaidaro vachinditambidza chainge chimukombe chiya.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tambira
assume
VerengaSwipe for the next word