Duramazwi03 / 03asibhesitaIri irata rinoshandiswa kupfirira dzimba. Zvokupfirira imba nemaasibhesita zvava zvekare. Mazuvano kwava kunyanya kushandiswa mataira.Verenga→