KwaunobvaDuramazwiTtambarara

Duramazwi

tambarara

-tandavara-tanda-utsuma-rashuka-tata

Zvinoreva

chinenge chabhedhenurwa, pasina nzvimbo yakavharika. 2 Kana nzvimbo ichinzi yakatambanuka inenge yakakura zvakafanira zvokuti zvinenge zvichida kuitwa pairi zvinokwana.

Kutambarara makumbo kuatwasanudza munhu akagara.

1

Uyu mutambo unotambwa nevana vadiki vakagara pasi, vakaita denderedzwa uye vakatambarara.

Kuti tsivarara kuvata nedumbu wakatarisa pasi, uye wakatambarara.

Kutambarara kukura kunoita mumhodzi, uchitanda kuenda kure.

2

3

4

Kana vanhu vachinzi vakatambarara vanenge vaine rugare norudekaro.

Zvakafanana

-tandavara · -tanda · -utsuma · -rashuka · -tata

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tambaridza

Kutambaridza kuita kuti chimwe chinhu chizvambarare pasi.

Verenga

Swipe for the next word